Natural herbs

Natural herbs Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Natural herbs, Medical and health, Cape Town.

04/06/2026
Vanessa Gwejela
04/06/2026

Vanessa Gwejela

21/05/2026

Kudzosa mudiwa wako Akaenda πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

Iyi ndiyo remedy yawandirwa nevanhu yekutanga

Tsvaga gaba rako re plastic Chero rakapera dovi

Chiita weti yako ya 3am usati Wataura nemunhu

Chitora paper re white wonyora zita remudiwa wako ka 3 wopeta bepa rako wotora gaba rine weti woisa bepa riya

Chivhara gaba votanga kuchukucha uchitaura zvaunoda zviitike

Please remedy iyi ngaiitwe kana uchida munhu wako nekuti haazodi kuku Siya nekuti munenge mabatanidzwa

Chengeta GABA rako for 7 days uye everyday sheka gaba rako uchitaura zvaunoda kusvika 7 days dzapera

Akawandisa ma remedy ekudzosa mudiwa so more reactions more remedies πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ™πŸ»πŸ™πŸ»πŸ™πŸ»πŸŒΏπŸŒΏπŸŒΏπŸŒΏπŸŒΏ

18/05/2026

*RICE WATER*..

> Siya emoji usati waverenga, ndobva ndakupai zvimwe zvachoo for both varume nevakadziπŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

-tora rice rako (mupunga)wonyika muvhura wokurunga kana waona mvura yaita ye white zvakanyanya wochibvisa hako rice Woisa mvura muchigubhu mako...kana uchikwanisa kuisa imwe mufiriji kuti isavire unoisa asi ngaisazo freezer. Mvura iyi (RICE WATER) inobatsira zvakawanda zvinosanganisira izvi

1).ishasha pakukudza bvudzi...unongopota uchisprayer sprayer mumusoro.bvudzi rinobva rakura uye rinenge rakasimba harizodambuki dambuki.

2).ishasha zvekare pakudzora kuzasi kudzoka kuita muskana chaiye madzimai..unomwa pawadira

3)ishasha zvekare pakusuka mudumbu..kune vane problem yekusungwa mudumbu imwai rice water

4)..Ishasha zvekare kune vaya vari pama supplements ekuda kuvakika miviri (musika.) Unofanira kumwa nguva nenguva ndokuti musika unyatso boostika.

5).mvura iyi inobatsira zvakare kune vanopera pera simba....unofana kugara uchiimwa kuti uve ne energy. Kuvana vechikoro vanoverenga havazorare rare..

6.kune vane dambudziko rejeko imwai rice water iri warm if possible imwai everyday but kana pasina unongomwa pawaiwanira

*Kana waverenga siya reaction ndatenda πŸ‘β€οΈ*

18/05/2026

*Ukaona uchigara uchiita miscarri@ge*

Dzimwe nguva kugadzirwa mumhuri.
1. Makuseni na5am exactly ita weti mucontainer, dira pasi like 5 tablesoon and ivhu iroro rimunye kuridya for at least 3-4 times.
2. Tora midzi yemuti unonzi munyii, wosunga midzi negavi remutondo kuita kasvinga kadiki. Chiisa mvura mupoto then boil midzi iya, wozonwa one cup yemvura yacho. Wotora kasvinga kaya kemidzi woturika padoor raunoshandisa everyday kupinda mumba. Kana 9 months dzakwana chitora kasvinga kaya wosunungura, unobata mwana chete.
3. Tora midzi yemuroro woidimbura kuita ma pieces anokwana kuita 9, sunga sesvinga rehuni nemakavi maviri emunhondo, mupfuti or muroro wati kurei. Chiisai svinga riye mumudziyo weplastic kana kucheka chi2 lita wonyika mushonga uya. Kana ropa riine uwandu torai hando kana huyo inokuiswa mumba yedhaka iya, isai pamusoro pemushonga uya. Isai mvura inovhara mushonga, mongoita kana hour zvayo, chicherai mvura iye necup musingakanganise huyo iye. Imwai half cup. Bikai porridge nekukasika nemvura iyoyo zvakare modya. Unoona kuti ropa ramira kubuda here, rikangomira chete nyurura mushonga uya, isa pazuva uwome, uchengetere pakaoma until 9 months. Unozoushandisa kana ukarwadziwa nemudumbu or uka bleeder futi. Haufanire kubva kana 1 kamudzi, ramba uchidzosera yese panzvimbo. Kana mwedzi 9 yakwana dimbura gavi urase hako midzi, ukasadaro uchaitwa operation nekuti mushonga wakasungwa.
4. Boil zumbani wonwa mvura yacho.
5. Imba yezingizi itore woisa mukachigubhu woisa mvura wopota uchinwa, make sure kagubhu ikako hakabatwi batwi. Musi waunozoenda kulabour wokavhura hako.
6. Mowa muchena, muno boiler kana kutwanya monwa 1glass kaviri pazuva.
7. Mutsine, muno boiler kana kutwanya monwa 1glass kaviri pazuva.
8. Unochera mupangara, mudzi wacho, woboila kana kungoisa mumvura wonwa, chero vanoda kushereketa pamimba yako zvoshaya basa, ende hairware rware.

17/05/2026

With Vanessa Gwejela – I just got recognized as one of their top fans!

17/05/2026

With Sandra Mtshali – I just got recognized as one of their top fans!

Nhasi ndirikumadzimai mumba ngamufarwe umo kwete kuti baba vachiita bonde nhengo yenyu mai inorira kuti ndlovu ndlovu 🀣🀣...
03/05/2026

Nhasi ndirikumadzimai mumba ngamufarwe umo kwete kuti baba vachiita bonde nhengo yenyu mai inorira kuti ndlovu ndlovu 🀣🀣🀣

Torai nzungu nemakanda adzo dzakaoma ndati dzakaoma dzinyikei mumvura yakachena kwemazuva maviri chete kana mazuva maviri aye akwana dzibudisei mumvura muya monwa mvura yacho makuseni musati mambodya chinhu kwemazuva matatu🀣 musazonyanye kufurikidza sikarudzi inozonyanya kudzoka

*Chisiyawo like kana wabatsirika kuti ndiwanewo simba rekuramba ndichikupai mamwe ma remedy β€οΈπŸ™*

Address

Cape Town

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Natural herbs posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share