21st Century Life. Tsigiro,Usekelo

21st Century Life.  Tsigiro,Usekelo Tsigiro is a funeral policy which can help yu to repatriate and bury your loved ones

17/10/2024

Join today and get covered tomorrow,i case of accidental deaths, there's no waiting period

08/04/2024

Click here and accept my invitation on Temu app! 🎁

20/12/2023

Kufa mutemo waMwari usingadarikike, hazvinei kuti Uri ani uye une Mari here kana kwete
Ngatigadzirirei zuva rekupedzisira iri nekuva nevanotitsigira pakuvigwa
Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai
Joina funeral policy nhasi

13/12/2023

Umwe anoda kubvunza kuti saka funeral policy iyi ino cover kubva papi,
28 weeks pregnancy,yes kubva iri nhumbu ino cover
Saka waiting period yakamira SEI
3 months waiting period asi in case of accidental death hapana waiting period,ukange wangobhadhara chero mwedzi umwechete ukasangana ne tsaona you get covered
Kujoina mahara
Message me vanoda kujoina

Tsigiro Usekhelo iripo pakukutsigirai

11/12/2023

Zvakangonaka kurongera ramangwana rako,usazoyeuka bako wanaiwa

11/12/2023

Kune avo vasina ma funeral policy,kana muchinge mafirwa tibatei,kubva pa R19500 munobatsirwa kuendesa mutumbi kubva kwese kwamuri mu SA kuenda kwamunobva Ku Zimbabwe, hazvinei kuti munobva papi
Inbox 0605609471 ujoine mahara

Address

Randburg
2194

Telephone

+27605609471

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when 21st Century Life. Tsigiro,Usekelo posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Practice

Send a message to 21st Century Life. Tsigiro,Usekelo:

Shortcuts

Share