26/05/2026
Kugeza chibereko
Tora onion and garlic and mix the two. Then boil water and wozvisa mumvura imomo and wodanyanga steam ipinde kuvagina. Iyi method kaone manje.
Zvakarewo musagare musina kupfeka masocks vakadzi cause mukapindwa nechando mutsoka munorwara nechibereko.
Mbereko
Mabanana akaibvisa, malemon & garlic. Kwatisa onwa se soup. Afta 2 weeks mimba ikasabata enda unoonekwa k*t une chibereko here
CHIBEREKO
Chibereko chakarwadza unonzwa semusana kana gumbo kana guvhu asi chiri chibereko Semukadzi dzidzai kuchengetedza gearbox rako
Kumwa Miracle Trio or Gavakava zvinobvisa tsvina muchibereko
Hazvininei k*ti unoshandisei pakudziirira pamuviri gearbox must be cleaned Hazvinei k*ti makore ako gearbox must be cleaned
Kunhuhwa kwehengo itsvina inenge iri muchibereko
Ginger Garlic and lemon zvinobvisa tsvina muchibereko
Gavakava rinobvisa tsvina pamwe nezvirwere zvebonde
Clove ino batsira kubvisa mweya netsvina Kana uchinzwa kurwadziwa nechibayo chinosvika kuguvhu itsvina Gearbox rakaita tsvina nhumbu haibate
Kana wagarisa uchishandisa mafammily planning
Boil makwande emuAvocado womwa uchangobva kunguva yako zvinobatsira kt chibereko chigadzirike chigokasika kugamushira kana kt kubata mimba imwa kaviri pazuva kwemazuva matatu uchangobva kunguva
Kune vaye vane problem yechibereko
1 Tora onion dzema shallots mashizha acho womakwizira mumaoko ako womaisa zasi mukati mesikarudzi chaimo tsvina yese inobuda zvaunotoona
2 Tora mashizha emu zumbani womakwizira mumaoko ako anoshanda sema onions zvakare
Musakacha nedombo pliz tumatombo tunogona kuzokukanganisai
Torai bute fodya yemhino iya iya motora chijira chakachena moputira moipfeka zvakare inoshanda
Tingaive sei k*ti chibereko
1 chibereko icho paciri chinorwadza zvek*ti ukapidza chigunwe ukabata unorwadziwa
Chinogona kurwadzisa musana uchiita kunge muchiuno makasungwa nebhaudho kana kuita kunge unonzwa bayo
3chinogona kurwdzisa pasi peguvhu asi zvinorwadza zvek*ti unogona kufamba wakakotama
Siyawo reaction kana waverenga โค๏ธ๐