15/06/2026
COURT CASES
Christmas tree
Torai powder yamashizha acho kana k*tswanya tswanya moisa mubucket rine mvura nehembe yemunhu akasungwa kana k*ti ari kuenda kucourt moiwatya nemashizha acho negavakava moyanika musina kuisa mapeg husiku hwese iri panze muchitaura k*ti huya kumba udye sadza ratinobika kwete rekujeri momuka muchiitora moenda nayo momupa opfeka paanoenda kucourt
Kana kusiya mayanika hembe yacho
Kana wapedza kuverenga siya emoji ❤️❤️ tiende pa next remedy 🥰🥰