Aunt Dee

Aunt Dee wife
mom
content creator
domestic worker
(7)

Hi Aunt Dee . please hide  pane mukadzi wepa next door Pangu anogara nemwana wemurume wake Ari grade 1 Mwana anobatwa ro...
09/06/2026

Hi Aunt Dee . please hide pane mukadzi wepa next door Pangu anogara nemwana wemurume wake Ari grade 1 Mwana anobatwa rough anogara achichema zuva nezuva baba vake vanoshandira out .zvinoita here nditsvage number dzababa vake ndivaudze or ndogonyarara vazvionere chikafu ndini ndinotohwandira Kuti ndimupewo

Aunt Dee

09/06/2026

Mucharombeswa #

07/06/2026

Good morning everyone .handei kuchechi .simbi inorodzwa nedzimwe simbi zvakangonaka kunamata nevamwe

06/06/2026

Kujoni ukandiona ndichiporofita Kana kuita N'anga usaudza vanhu kumusha chikuru kutsvaga marii Hakuna mabasa mazuvano 🤣🤣🤣

06/06/2026

Mukadzi chaiye haafugure hapwa. #

05/06/2026

Siyai mujolo Hamidi. #

02/06/2026

Girlfriend ngaive yakanakawo kupfuura mudzimai wako kwete kumushora zvekutora chituta chii chakadaro ichocho

With Shoorai Mutenda – I'm on a streak! I've made it onto their weekly engagement list 8 weeks in a row. 🎉
02/06/2026

With Shoorai Mutenda – I'm on a streak! I've made it onto their weekly engagement list 8 weeks in a row. 🎉

01/06/2026

Chiziviso vanoda kupinda muwanano murume Kana uchangopinda muwano rova mukadzi wako mbama iri strong 1 chete pane zvazvinoreva

31/05/2026

Vapfana vekumusha kungojumhana ne WiFi yemahara makuto poster ma pictures ese Ari mu gallery nemamwe asingaite🤣

Address

Seshego

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Aunt Dee posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share